Surah Yunus Verse 31 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Yunusقُلۡ مَن يَرۡزُقُكُم مِّنَ ٱلسَّمَآءِ وَٱلۡأَرۡضِ أَمَّن يَمۡلِكُ ٱلسَّمۡعَ وَٱلۡأَبۡصَٰرَ وَمَن يُخۡرِجُ ٱلۡحَيَّ مِنَ ٱلۡمَيِّتِ وَيُخۡرِجُ ٱلۡمَيِّتَ مِنَ ٱلۡحَيِّ وَمَن يُدَبِّرُ ٱلۡأَمۡرَۚ فَسَيَقُولُونَ ٱللَّهُۚ فَقُلۡ أَفَلَا تَتَّقُونَ
Iti (iwe Muhammad (SAW)): “Ndiani anokupai kubva kudenga uye nepasi? Kana kuti ndiani muridzi wekunzwa nekuona? Uye ndiani anoburitsa vapenyu kuvafi uye kubuditsa vafi kubva kuvapenyu? Kana anoronga nekufambisa nyaya dzese?” Vachati: “Allah.” Iti: “Saka hamutyi here mutongo waAllah (nekuvasanganisa nezvimwe zvinhu mukuvanamata)?”