Surah Yunus Verse 53 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Yunus۞وَيَسۡتَنۢبِـُٔونَكَ أَحَقٌّ هُوَۖ قُلۡ إِي وَرَبِّيٓ إِنَّهُۥ لَحَقّٞۖ وَمَآ أَنتُم بِمُعۡجِزِينَ
Uye vanokubvunza (iwe Muhammad (SAW)) kuti uvazivise (vachiti): “Ichokwadi here (marwadzo ezuva rekumutswa)?” Iti: “Hongu! Ndinopika naTenzi vangu! Ichokwadi chemazvokwadi! Uye hamugoni kuwatiza!”