Surah Yunus Verse 54 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Yunusوَلَوۡ أَنَّ لِكُلِّ نَفۡسٖ ظَلَمَتۡ مَا فِي ٱلۡأَرۡضِ لَٱفۡتَدَتۡ بِهِۦۗ وَأَسَرُّواْ ٱلنَّدَامَةَ لَمَّا رَأَوُاْ ٱلۡعَذَابَۖ وَقُضِيَ بَيۡنَهُم بِٱلۡقِسۡطِ وَهُمۡ لَا يُظۡلَمُونَ
Uye kana munhu wega-wega akatadza (nekusatenda muna Allah uye kunamata vamwe vanamwari) aine zvose zvepanyika uye ozoda kuzvishandisa kutenga chidzikinuro chake (hachisi kuzogamuchirwa), uye vachave mumoyo yavo nekugunun’una pavachaona mutongo, uye vachatongwa zvine ruenzaniso, uye hapana chakaipa chichaitwa kwavari