Surah Yunus Verse 6 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Yunusإِنَّ فِي ٱخۡتِلَٰفِ ٱلَّيۡلِ وَٱلنَّهَارِ وَمَا خَلَقَ ٱللَّهُ فِي ٱلسَّمَٰوَٰتِ وَٱلۡأَرۡضِ لَأٓيَٰتٖ لِّقَوۡمٖ يَتَّقُونَ
Zvirokwazvo, mukuchinjana kwehusiku nemasikati, uye mune zvisikwa zvose zvaAllah zviri mumatenga uye pasi munyika, mune humboo kune avo vanhu vanochengetedza basa ravo kuna Allah, uye vanovatya zvakanyanya