Surah Yunus Verse 5 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Yunusهُوَ ٱلَّذِي جَعَلَ ٱلشَّمۡسَ ضِيَآءٗ وَٱلۡقَمَرَ نُورٗا وَقَدَّرَهُۥ مَنَازِلَ لِتَعۡلَمُواْ عَدَدَ ٱلسِّنِينَ وَٱلۡحِسَابَۚ مَا خَلَقَ ٱللَّهُ ذَٰلِكَ إِلَّا بِٱلۡحَقِّۚ يُفَصِّلُ ٱلۡأٓيَٰتِ لِقَوۡمٖ يَعۡلَمُونَ
Ndivo vakasika zuva sechinhu chinobwinya uye nemwedzi semwenje uye vakava vanoupimira madanho kuti muve munoziva kuverenga makore uye mipimo. Allah havana kusika izvi asi pachokwadi. Vanotsanangura humboo zvizere kuvanhu vane ruzivo