Surah Yunus Verse 60 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Yunusوَمَا ظَنُّ ٱلَّذِينَ يَفۡتَرُونَ عَلَى ٱللَّهِ ٱلۡكَذِبَ يَوۡمَ ٱلۡقِيَٰمَةِۗ إِنَّ ٱللَّهَ لَذُو فَضۡلٍ عَلَى ٱلنَّاسِ وَلَٰكِنَّ أَكۡثَرَهُمۡ لَا يَشۡكُرُونَ
Uye vanofungei avo vanovambira Allah manyepo nezuva rokumutswa? (Vanofunga kuti vacharegererwa! Kwete! Vachawana marwadzo asingaperi kumoto). Zvirokwazvo, Allah vane makomborero akawanda kuvanhu, asi vazhinji vavo havatendi