Surah Yunus Verse 66 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Yunusأَلَآ إِنَّ لِلَّهِ مَن فِي ٱلسَّمَٰوَٰتِ وَمَن فِي ٱلۡأَرۡضِۗ وَمَا يَتَّبِعُ ٱلَّذِينَ يَدۡعُونَ مِن دُونِ ٱللَّهِ شُرَكَآءَۚ إِن يَتَّبِعُونَ إِلَّا ٱلظَّنَّ وَإِنۡ هُمۡ إِلَّا يَخۡرُصُونَ
Pasina kusagutsikana! Zvirokwazvo, Allah ndivo muridzi wevose vari mumatenga uye nevose vari pasi. Uye avo vanonamata nekukumbira zvimwe zvinhu vachisiya Allah, pachokwadi hapana chavanotevera kusara kwefungidziro, asi vanovamba manyepo chete