Surah Yunus Verse 67 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Yunusهُوَ ٱلَّذِي جَعَلَ لَكُمُ ٱلَّيۡلَ لِتَسۡكُنُواْ فِيهِ وَٱلنَّهَارَ مُبۡصِرًاۚ إِنَّ فِي ذَٰلِكَ لَأٓيَٰتٖ لِّقَوۡمٖ يَسۡمَعُونَ
Ndivo vakakugadzirirai usiku kuti muve munozorora mauri, uye masikati kuti zvinhu zvive pachena (kamuri). Zvirokwazvo, mazviri mune zviratidzo kune vanhu vanoteerera