Surah Yunus Verse 68 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Yunusقَالُواْ ٱتَّخَذَ ٱللَّهُ وَلَدٗاۗ سُبۡحَٰنَهُۥۖ هُوَ ٱلۡغَنِيُّۖ لَهُۥ مَا فِي ٱلسَّمَٰوَٰتِ وَمَا فِي ٱلۡأَرۡضِۚ إِنۡ عِندَكُم مِّن سُلۡطَٰنِۭ بِهَٰذَآۚ أَتَقُولُونَ عَلَى ٱللَّهِ مَا لَا تَعۡلَمُونَ
Vanoti (maJudha nemaKristu): “Allah vakazvara mwana (vana).” Kurumbidzwa ngakuve kwavari! Ndivo mupfumi (hapana chavanoda). Zvavo ndozviri kudenga nezvose zviri pasi. Hamuna bvumo yeizvi. Munotaura here pamusoro paAllah izvo zvamusina ruzivo nazvo