Surah Yunus Verse 70 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Yunusمَتَٰعٞ فِي ٱلدُّنۡيَا ثُمَّ إِلَيۡنَا مَرۡجِعُهُمۡ ثُمَّ نُذِيقُهُمُ ٱلۡعَذَابَ ٱلشَّدِيدَ بِمَا كَانُواْ يَكۡفُرُونَ
Mafaro epano pasi (madiki)! Uye kwatiri ndiko kwavachadzoka, uye tichaita kuti vave vanoravira marwadzo akanyanya nemhaka yokuti vakange vasingatendi (muna Allah, vatumwa vavo, uye vairamba zviratidzo zvavo)