Surah Yunus Verse 72 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Yunusفَإِن تَوَلَّيۡتُمۡ فَمَا سَأَلۡتُكُم مِّنۡ أَجۡرٍۖ إِنۡ أَجۡرِيَ إِلَّا عَلَى ٱللَّهِۖ وَأُمِرۡتُ أَنۡ أَكُونَ مِنَ ٱلۡمُسۡلِمِينَ
“Asi kana mukafuratira (mukasagamuchira Islaam), nokudaro hapana mugove wandinokumbira kwamuri; mugove wangu unaAllah voga, uye ndakava ndinokomekedzwa kuti ndive mumwe wemaMuslim (avo vanozvipira kuteerera mirairo yaAllah).”