Surah Yunus Verse 83 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Yunusفَمَآ ءَامَنَ لِمُوسَىٰٓ إِلَّا ذُرِّيَّةٞ مِّن قَوۡمِهِۦ عَلَىٰ خَوۡفٖ مِّن فِرۡعَوۡنَ وَمَلَإِيْهِمۡ أَن يَفۡتِنَهُمۡۚ وَإِنَّ فِرۡعَوۡنَ لَعَالٖ فِي ٱلۡأَرۡضِ وَإِنَّهُۥ لَمِنَ ٱلۡمُسۡرِفِينَ
Hapana akatenda muna Musa kunze kwevamwe vevana vevanhu vake, nokuda kwekuti vaitya Farawo nemadzimambo ake, pamwe aizovashungurudza; uye zvirokwazvo, Farawo aizvitutumadza panyika, uye zvirokwazvo aive mumwe wevatadzi