وَقَالَ مُوسَىٰ يَٰقَوۡمِ إِن كُنتُمۡ ءَامَنتُم بِٱللَّهِ فَعَلَيۡهِ تَوَكَّلُوٓاْ إِن كُنتُم مُّسۡلِمِينَ
Uye Musa akati: “Imi vanhu vangu! Kana muchitenda muna Allah, nokudaro isai vimbo yenyu mavari kana muri maMuslim (avo vanotambira zvido zvaAllah).”
Author: Abdullah J. M. Adini And Students