وَإِنَّ ٱللَّهَ رَبِّي وَرَبُّكُمۡ فَٱعۡبُدُوهُۚ هَٰذَا صِرَٰطٞ مُّسۡتَقِيمٞ
(Jesu akati): “Uye zvirokwazvo, Allah ndivo Tenzi vangu uye Tenzi venyu (imi vanhu vose). Saka vanamatei (vari voga). Iyi ndiyo nzira yakatwasuka (Islaam yavakakomekedza kuvatumwa vese)
Author: Abdullah J. M. Adini And Students