Surah Maryam Verse 37 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Maryamفَٱخۡتَلَفَ ٱلۡأَحۡزَابُ مِنۢ بَيۡنِهِمۡۖ فَوَيۡلٞ لِّلَّذِينَ كَفَرُواْ مِن مَّشۡهَدِ يَوۡمٍ عَظِيمٍ
Zvino mapato akawanda akapatsanurana (maKristu nenyaya yaJesu), nekudaro matambudziko ngaave kune avo vasingatendi (avo vanopa huchapupu hwekunyepa vachiti Jesu mwana waAllah) kubva mukusangana pazuva guru (musi wekumutswa apo pavachakandwa mumarimi emoto unopisa kwazvo)