Surah Maryam Verse 50 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Maryamوَوَهَبۡنَا لَهُم مِّن رَّحۡمَتِنَا وَجَعَلۡنَا لَهُمۡ لِسَانَ صِدۡقٍ عَلِيّٗا
Takavapa kubva mutsitsi dzedu (isu Allah – kuratidza hukuru nemasimba avo Allah), (zvinhu zvakanaka), uye takaita kuti (vave) nendimi dzine chokwadi nekuemurika (zvinoreva kuti vanhu vazhinji vanovaremekedza nekuvarumbidza pose panoshevedzerwa mazita avo)