Surah Maryam Verse 49 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Maryamفَلَمَّا ٱعۡتَزَلَهُمۡ وَمَا يَعۡبُدُونَ مِن دُونِ ٱللَّهِ وَهَبۡنَا لَهُۥٓ إِسۡحَٰقَ وَيَعۡقُوبَۖ وَكُلّٗا جَعَلۡنَا نَبِيّٗا
Apo (Abrahamu) paakazoshozhonoka (kutarisa rimwe divi achivasiya) kubva kwavari pamwe neizvo zvavainamata kunze kwaAllah, takamupa Ishaaq (Isaka) naYa’qoob (Jakobho), uye mumwe nemumwe (pakati pavo) takamuita muporofita