Surah Maryam Verse 75 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Maryamقُلۡ مَن كَانَ فِي ٱلضَّلَٰلَةِ فَلۡيَمۡدُدۡ لَهُ ٱلرَّحۡمَٰنُ مَدًّاۚ حَتَّىٰٓ إِذَا رَأَوۡاْ مَا يُوعَدُونَ إِمَّا ٱلۡعَذَابَ وَإِمَّا ٱلسَّاعَةَ فَسَيَعۡلَمُونَ مَنۡ هُوَ شَرّٞ مَّكَانٗا وَأَضۡعَفُ جُندٗا
Iti (iwe Muhammad (SAW)): “Uyo akarasika, (Allah) vane ngoni zhinji vachamusvitsira (tambo – gwara rakatwasuka) kwaari kusvikira vaona izvo zvavakavimbiswa, murango kana nguva (yezuva rekumutswa), naizvozvo vachazoziva havo kuti ndiani akaipa pachinzvimbo, uye ndiani akarebwedeka (asina kusimba) kupinda mumwe panyaya dzemauto.” (Iyi ndiyo mhinduro kumubvunzo uri muQur’aan)