Surah Maryam Verse 76 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Maryamوَيَزِيدُ ٱللَّهُ ٱلَّذِينَ ٱهۡتَدَوۡاْ هُدٗىۗ وَٱلۡبَٰقِيَٰتُ ٱلصَّـٰلِحَٰتُ خَيۡرٌ عِندَ رَبِّكَ ثَوَابٗا وَخَيۡرٞ مَّرَدًّا
Allah vachave vanowedzera nhungamiro kune avo vakatungamirirwa. Uye mabasa akanaka anogara (kwenguva refu) ari nani kuna Tenzi vako pamakomborero uye ari nani kutozambira nawo (kuramba uinawo uchimaita)