Surah Maryam Verse 97 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Maryamفَإِنَّمَا يَسَّرۡنَٰهُ بِلِسَانِكَ لِتُبَشِّرَ بِهِ ٱلۡمُتَّقِينَ وَتُنذِرَ بِهِۦ قَوۡمٗا لُّدّٗا
Naizvozvo, zvirokwazvo tave tinoita kuti (Qur’aan) rive nyore parurimi rwako (iwe Muhammad (SAW)), uye kuti (uve) unofambisa mashoko anofadza kune avo vanotya Allah (Al-Muttaqoon kuburikidza naro (Qur’aan), uye uve unoyambira kuburikidza naro (Qur’aan) kune vanhu maLudd (vanoita mabasa erima, vasingatombotendi muna Allah, avo vanopikisa mirairo nenhaurwa dzamutumwa Muhammad (SAW)