Surah Maryam Verse 98 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Maryamوَكَمۡ أَهۡلَكۡنَا قَبۡلَهُم مِّن قَرۡنٍ هَلۡ تُحِسُّ مِنۡهُم مِّنۡ أَحَدٍ أَوۡ تَسۡمَعُ لَهُمۡ رِكۡزَۢا
Zvekare zvizvarwa zvingani zvatakaparadza ivo vasati vavepo? Unokwanisa kuwana (munhu) mumwechete kubva pakati pavo here kana kunzwa kazeve-zeve kubva kwavari (kana kunzwa kazevezeve pamusoro pavo)