سُورَةٌ أَنزَلۡنَٰهَا وَفَرَضۡنَٰهَا وَأَنزَلۡنَا فِيهَآ ءَايَٰتِۭ بَيِّنَٰتٖ لَّعَلَّكُمۡ تَذَكَّرُونَ
Ichi Chitsauko chatadzikisa, uye tikachikomekedza (izvo zviri machiri), uye tikadzikisa machiri ndima dziri pachena, kuti muve munorangarira
Author: Abdullah J. M. Adini And Students