Surah An-Noor Verse 2 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah An-Noorٱلزَّانِيَةُ وَٱلزَّانِي فَٱجۡلِدُواْ كُلَّ وَٰحِدٖ مِّنۡهُمَا مِاْئَةَ جَلۡدَةٖۖ وَلَا تَأۡخُذۡكُم بِهِمَا رَأۡفَةٞ فِي دِينِ ٱللَّهِ إِن كُنتُمۡ تُؤۡمِنُونَ بِٱللَّهِ وَٱلۡيَوۡمِ ٱلۡأٓخِرِۖ وَلۡيَشۡهَدۡ عَذَابَهُمَا طَآئِفَةٞ مِّنَ ٱلۡمُؤۡمِنِينَ
Mukadzi asina kuroorwa uye murume asina kuroora abatwa nemhosva yehupombwe, varovei umwe neumwe wavo shamhu zana (100). Uye musava munoita kuti tsitsi dzikubatei panyaya yavo muchitendero (mutemo) chaAllah, kana muchitenda muna Allah nezuva rekupedzisira. Uye ivai munoita kuti boka revanotenda rive rinoona mutongo wavo. (Asi kana vanhu vakaroora kana vakamboroora, murume kana mukadzi, vakaita hupombwe, mutongo wavo kutemwa nematombo kusvikira vafa)