وَلَوۡلَا فَضۡلُ ٱللَّهِ عَلَيۡكُمۡ وَرَحۡمَتُهُۥ وَأَنَّ ٱللَّهَ رَءُوفٞ رَّحِيمٞ
Uye dai dzisiri nyasha dzaAllah kwamuri (vanhu) uye tsitsi dzavo (Allah vaikurangai nekukurumidza). Uye nokuti Allah vane ngoni zhinji, uye tsitsi dzakawanda
Author: Abdullah J. M. Adini And Students