Surah An-Noor Verse 22 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah An-Noorوَلَا يَأۡتَلِ أُوْلُواْ ٱلۡفَضۡلِ مِنكُمۡ وَٱلسَّعَةِ أَن يُؤۡتُوٓاْ أُوْلِي ٱلۡقُرۡبَىٰ وَٱلۡمَسَٰكِينَ وَٱلۡمُهَٰجِرِينَ فِي سَبِيلِ ٱللَّهِۖ وَلۡيَعۡفُواْ وَلۡيَصۡفَحُوٓاْۗ أَلَا تُحِبُّونَ أَن يَغۡفِرَ ٱللَّهُ لَكُمۡۚ وَٱللَّهُ غَفُورٞ رَّحِيمٌ
Uye musaregera avo vakakomborerwa pakati penyu uye vapfumi vachipika kuti havabatsiri hama dzavo, uye avo vanotambura, uye avo vakatama misha yavo munzira yaAllah. Uye varegei varegerere uye vakangamwire. Hamudi here kuti Allah vakuregererei? Uye Allah vanoregerera zvikuru, uye vane tsitsi dzose