Surah An-Noor Verse 28 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah An-Noorفَإِن لَّمۡ تَجِدُواْ فِيهَآ أَحَدٗا فَلَا تَدۡخُلُوهَا حَتَّىٰ يُؤۡذَنَ لَكُمۡۖ وَإِن قِيلَ لَكُمُ ٱرۡجِعُواْ فَٱرۡجِعُواْۖ هُوَ أَزۡكَىٰ لَكُمۡۚ وَٱللَّهُ بِمَا تَعۡمَلُونَ عَلِيمٞ
Kana mukasawana munhu (mudzimba idzodzo) imomo, musava munopinda kusvikira mapihwa mvumo. Uye kana zvikanzi (zvikataurwa) kwamuri: “Dzokerai,” ivai munodzokera, uye zvakakunakirai. Uye Allah vanoziva zvikuru izvo zvamunoita