Surah An-Noor Verse 29 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah An-Noorلَّيۡسَ عَلَيۡكُمۡ جُنَاحٌ أَن تَدۡخُلُواْ بُيُوتًا غَيۡرَ مَسۡكُونَةٖ فِيهَا مَتَٰعٞ لَّكُمۡۚ وَٱللَّهُ يَعۡلَمُ مَا تُبۡدُونَ وَمَا تَكۡتُمُونَ
Hapana mhosva kwamuri kana mukapinda (musina mvumo) dzimba dzisina anogaramo, umo mune zvinhu zvenyu. Uye Allah vanoziva zvamunobuditsa pachena uye zvamunovanza