Surah An-Noor Verse 30 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah An-Noorقُل لِّلۡمُؤۡمِنِينَ يَغُضُّواْ مِنۡ أَبۡصَٰرِهِمۡ وَيَحۡفَظُواْ فُرُوجَهُمۡۚ ذَٰلِكَ أَزۡكَىٰ لَهُمۡۚ إِنَّ ٱللَّهَ خَبِيرُۢ بِمَا يَصۡنَعُونَ
Udza varume vanotenda kuti vave vanodzora meso avo (vasatarise zvinhu zvakarambidzwa), uye kuti vave vanochengetedza nhengo dzavo dzakavanzika (kubva kuhupombwe). Zvinova zvakavanakira. Zvirokwazvo, Allah vane ruzivo rezvese zvavanoita