Surah An-Noor Verse 40 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah An-Noorأَوۡ كَظُلُمَٰتٖ فِي بَحۡرٖ لُّجِّيّٖ يَغۡشَىٰهُ مَوۡجٞ مِّن فَوۡقِهِۦ مَوۡجٞ مِّن فَوۡقِهِۦ سَحَابٞۚ ظُلُمَٰتُۢ بَعۡضُهَا فَوۡقَ بَعۡضٍ إِذَآ أَخۡرَجَ يَدَهُۥ لَمۡ يَكَدۡ يَرَىٰهَاۗ وَمَن لَّمۡ يَجۡعَلِ ٱللَّهُ لَهُۥ نُورٗا فَمَا لَهُۥ مِن نُّورٍ
Kana kuti zvakafanana nerima riri mugungwa, iro rakaputirwa nemasaisai, pamusoro pavo pane masaisai, pamusoro pavo pane makore, rima pamusoro perimwe rima. Kana munhu akatwasanura ruoko rwake (arimo), anotambura kuti aruone! Uye uyo Allah vasina kupa chiedza, haawani chiedza zvakare