Surah An-Noor Verse 41 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah An-Noorأَلَمۡ تَرَ أَنَّ ٱللَّهَ يُسَبِّحُ لَهُۥ مَن فِي ٱلسَّمَٰوَٰتِ وَٱلۡأَرۡضِ وَٱلطَّيۡرُ صَـٰٓفَّـٰتٖۖ كُلّٞ قَدۡ عَلِمَ صَلَاتَهُۥ وَتَسۡبِيحَهُۥۗ وَٱللَّهُ عَلِيمُۢ بِمَا يَفۡعَلُونَ
Hauoni here (Muhammad (SAW)) kuti Allah vanokudzwa newese ari mudenga uye ari panyika, uye neshiri dzakavhura mapapiro adzo (dzichibhururuka)? Chimwe nechimwe chacho (Allah) zvirokwazvo vanoziva manamatiro acho uye marumbidziro acho (Allah), uye Allah vanoziva zvikuru zvose zvavanoita