Surah An-Noor Verse 53 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah An-Noor۞وَأَقۡسَمُواْ بِٱللَّهِ جَهۡدَ أَيۡمَٰنِهِمۡ لَئِنۡ أَمَرۡتَهُمۡ لَيَخۡرُجُنَّۖ قُل لَّا تُقۡسِمُواْۖ طَاعَةٞ مَّعۡرُوفَةٌۚ إِنَّ ٱللَّهَ خَبِيرُۢ بِمَا تَعۡمَلُونَ
Uye vanopika naAllah kupika kwavo kwakasimba (kwechokwadi), kuti zvirokwazvo kana ukavaudza zvokuita, vanobuda vari pamberi (munzira yaAllah). Taura kuti: “Musapika, kuteerera uku kunozivikanwa (ndekwe manyepo). Zvirokwazvo, Allah vanoziva zvose zvamunoita.”