Surah An-Noor Verse 54 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah An-Noorقُلۡ أَطِيعُواْ ٱللَّهَ وَأَطِيعُواْ ٱلرَّسُولَۖ فَإِن تَوَلَّوۡاْ فَإِنَّمَا عَلَيۡهِ مَا حُمِّلَ وَعَلَيۡكُم مَّا حُمِّلۡتُمۡۖ وَإِن تُطِيعُوهُ تَهۡتَدُواْۚ وَمَا عَلَى ٱلرَّسُولِ إِلَّا ٱلۡبَلَٰغُ ٱلۡمُبِينُ
Taura kuti: “Teererai Allah uye teererai mutumwa (SAW). Asi, kana mukafuratira (kubva kunzira yaAllah), zvino zvirokwazvo paari ndeizvo chete zvaakatongerwa (kusvitsa shoko) uye kwamuri ndeizvo zvamakatongerwa (zvamakatakudzwa). Uye kana mukamuteerera, muchange makatungamirirwa. Uye hapana (rimwe basa) pana mutumwa kusara kwekusvitsa shoko zviri pachena.”