Surah An-Noor Verse 55 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah An-Noorوَعَدَ ٱللَّهُ ٱلَّذِينَ ءَامَنُواْ مِنكُمۡ وَعَمِلُواْ ٱلصَّـٰلِحَٰتِ لَيَسۡتَخۡلِفَنَّهُمۡ فِي ٱلۡأَرۡضِ كَمَا ٱسۡتَخۡلَفَ ٱلَّذِينَ مِن قَبۡلِهِمۡ وَلَيُمَكِّنَنَّ لَهُمۡ دِينَهُمُ ٱلَّذِي ٱرۡتَضَىٰ لَهُمۡ وَلَيُبَدِّلَنَّهُم مِّنۢ بَعۡدِ خَوۡفِهِمۡ أَمۡنٗاۚ يَعۡبُدُونَنِي لَا يُشۡرِكُونَ بِي شَيۡـٔٗاۚ وَمَن كَفَرَ بَعۡدَ ذَٰلِكَ فَأُوْلَـٰٓئِكَ هُمُ ٱلۡفَٰسِقُونَ
Allah vanovimbisa avo vanotenda pakati penyu uye vanoita mabasa akanaka, kuti vachavapa nhaka yamasimba panyika, sekupa kwavakaita avo vaivepo ivo vasati vavapo, uye kuti zvirokwazvo vachavasimbisira (munyika imomo) chitendero chavo icho chavakavasarudzira (Islaam), uye kuti zvirokwazvo vachavasandurira mushure mekutya kwavo nerusununguko, (kana) vakandinamata ini (Allah) vasingandisanganisi nezvimwe zvinhu. Asi uyo asingatendi mushure mazvo, zvino ava ndivo vanhu vasingateereri zvachose