Surah An-Noor Verse 56 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah An-Noorوَأَقِيمُواْ ٱلصَّلَوٰةَ وَءَاتُواْ ٱلزَّكَوٰةَ وَأَطِيعُواْ ٱلرَّسُولَ لَعَلَّكُمۡ تُرۡحَمُونَ
Uye, ivai munoita Swalaah (munamato), uye mopawo Zakaah (Zvipo kune vanotambura), uye moteerea mutumwa (Muhammad (SAW)) kuti muve munotambira tsitsi (kubva kuna Allah) (kuti muve munonzwirwa tsitsi naAllah)