Surah An-Noor Verse 60 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah An-Noorوَٱلۡقَوَٰعِدُ مِنَ ٱلنِّسَآءِ ٱلَّـٰتِي لَا يَرۡجُونَ نِكَاحٗا فَلَيۡسَ عَلَيۡهِنَّ جُنَاحٌ أَن يَضَعۡنَ ثِيَابَهُنَّ غَيۡرَ مُتَبَرِّجَٰتِۭ بِزِينَةٖۖ وَأَن يَسۡتَعۡفِفۡنَ خَيۡرٞ لَّهُنَّۗ وَٱللَّهُ سَمِيعٌ عَلِيمٞ
Uye vakadzi vakaguma kubereka avo vasisina shungu dzekuroorwa, hapana chipomerwa pavari kana vakabvisa nguwo dzavo dzekunze asi vasingaise runako rwavo pachena. Asi kungozvidzivirira (nekusabvisa nguwo) zvakavanakira. Uye Allah vanonzwa zvese, uye vanoziva zvose