لَن تَنفَعَكُمۡ أَرۡحَامُكُمۡ وَلَآ أَوۡلَٰدُكُمۡۚ يَوۡمَ ٱلۡقِيَٰمَةِ يَفۡصِلُ بَيۡنَكُمۡۚ وَٱللَّهُ بِمَا تَعۡمَلُونَ بَصِيرٞ
Hama dzenyu nevana venyu havazokubetserai pazuva reQiyaamah (kumutswa kubva kuvafi). (Allah) vachatonga pakati penyu. Uye Allah vanoona zvose zvamunoita
Author: Abdullah J. M. Adini And Students