Surah Al-Mumtahana Verse 6 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Al-Mumtahanaلَقَدۡ كَانَ لَكُمۡ فِيهِمۡ أُسۡوَةٌ حَسَنَةٞ لِّمَن كَانَ يَرۡجُواْ ٱللَّهَ وَٱلۡيَوۡمَ ٱلۡأٓخِرَۚ وَمَن يَتَوَلَّ فَإِنَّ ٱللَّهَ هُوَ ٱلۡغَنِيُّ ٱلۡحَمِيدُ
Chokwadi, paive nemuenzaniso wakanaka kwamuri kubva kwavari wekutevedzera, kune avo vanovimba kusanga naAllah uye zuva rekutongwa. Uye uyo anofuratira, zvirokwazvo, Allah ndivo mupfumi (vasina chavanoda), uye vanekodzero yekurumbidzwa chete