Surah Al-Mumtahana Verse 7 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Al-Mumtahana۞عَسَى ٱللَّهُ أَن يَجۡعَلَ بَيۡنَكُمۡ وَبَيۡنَ ٱلَّذِينَ عَادَيۡتُم مِّنۡهُم مَّوَدَّةٗۚ وَٱللَّهُ قَدِيرٞۚ وَٱللَّهُ غَفُورٞ رَّحِيمٞ
Pamwe Allah vangagadzira hushamwari pakati penyu neavo vamakaita vavengi. Uye Allah vane simba (pamusoro pezvinhu zvese), uye Allah vanoregerera zvikuru, vane tsitsi zhinji