Surah Al-Jumua Verse 10 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Al-Jumuaفَإِذَا قُضِيَتِ ٱلصَّلَوٰةُ فَٱنتَشِرُواْ فِي ٱلۡأَرۡضِ وَٱبۡتَغُواْ مِن فَضۡلِ ٱللَّهِ وَٱذۡكُرُواْ ٱللَّهَ كَثِيرٗا لَّعَلَّكُمۡ تُفۡلِحُونَ
Zvino kana munamato weJumu’ah wapera, chipararirai nenyika, uye motsvaga makomborero aAllah (nekushanda), uye morangarira Allah zvakanyanya kuti mugobudirira