وَلَن يُؤَخِّرَ ٱللَّهُ نَفۡسًا إِذَا جَآءَ أَجَلُهَاۚ وَٱللَّهُ خَبِيرُۢ بِمَا تَعۡمَلُونَ
Uye Allah havambopi mukana wekanguva kune munhu kana nguva yake (yekufa) yakwana. Uye Allah vanoziva zvose zvamunoita
Author: Abdullah J. M. Adini And Students