Surah Al-Munafiqoon Verse 10 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Al-Munafiqoonوَأَنفِقُواْ مِن مَّا رَزَقۡنَٰكُم مِّن قَبۡلِ أَن يَأۡتِيَ أَحَدَكُمُ ٱلۡمَوۡتُ فَيَقُولَ رَبِّ لَوۡلَآ أَخَّرۡتَنِيٓ إِلَىٰٓ أَجَلٖ قَرِيبٖ فَأَصَّدَّقَ وَأَكُن مِّنَ ٱلصَّـٰلِحِينَ
Uye shandisai (kupa zvipo) kubva mune izvo zvatakakupai rufu rwusati rwasvikira umwe wenyu, kuti azoti: “Tenzi wangu! Dai mandipa mukana, kwekanguva kadiki, kuti ndipe Swadaqah (chipo) uye ndive uyo weavo vanoita zvakanaka (Hajj nemamwe mabasa akanaka)