Surah Al-Munafiqoon Verse 9 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Al-Munafiqoonيَـٰٓأَيُّهَا ٱلَّذِينَ ءَامَنُواْ لَا تُلۡهِكُمۡ أَمۡوَٰلُكُمۡ وَلَآ أَوۡلَٰدُكُمۡ عَن ذِكۡرِ ٱللَّهِۚ وَمَن يَفۡعَلۡ ذَٰلِكَ فَأُوْلَـٰٓئِكَ هُمُ ٱلۡخَٰسِرُونَ
Imi vanotenda! Musasiye hupfumi hwenyu nevana venyu zvichikutendeudzai kubva munzira yekurangarira Allah. Uye uyo anoita izvozvo, zvino ndivo vakarasikirwa