Surah Al-Araf Verse 105 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Al-Arafحَقِيقٌ عَلَىٰٓ أَن لَّآ أَقُولَ عَلَى ٱللَّهِ إِلَّا ٱلۡحَقَّۚ قَدۡ جِئۡتُكُم بِبَيِّنَةٖ مِّن رَّبِّكُمۡ فَأَرۡسِلۡ مَعِيَ بَنِيٓ إِسۡرَـٰٓءِيلَ
“Zvakakodzera kwandiri kuti hapana chandinotaura pamusoro paAllah kusara kwechokwadi. Zvirokwazvo, ndauya kwamuri kubva kuna Tenzi venyu nehumboo uri pachena. Naizvozvo itai kuti vana veIzirairi vaende pamwechete neni.”