Surah Al-Araf Verse 123 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Al-Arafقَالَ فِرۡعَوۡنُ ءَامَنتُم بِهِۦ قَبۡلَ أَنۡ ءَاذَنَ لَكُمۡۖ إِنَّ هَٰذَا لَمَكۡرٞ مَّكَرۡتُمُوهُ فِي ٱلۡمَدِينَةِ لِتُخۡرِجُواْ مِنۡهَآ أَهۡلَهَاۖ فَسَوۡفَ تَعۡلَمُونَ
Farawo akati: “Matenda maari (Musa) ndisati ndakupai mvumo. Zvechokwadi, iri ndiro bangano ramaronga muguta kuti mubuditse vanhu vari mariri, asi muchazoziva zvenyu.”