وَقَالُواْ مَهۡمَا تَأۡتِنَا بِهِۦ مِنۡ ءَايَةٖ لِّتَسۡحَرَنَا بِهَا فَمَا نَحۡنُ لَكَ بِمُؤۡمِنِينَ
Uye vakati (kuna Musa): “Chero chiratidzo chaunouya nacho kwatiri kuti uchishandise semapipi ako kwatiri, hatizombofa takatenda mauri.”
Author: Abdullah J. M. Adini And Students