Surah Al-Araf Verse 145 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Al-Arafوَكَتَبۡنَا لَهُۥ فِي ٱلۡأَلۡوَاحِ مِن كُلِّ شَيۡءٖ مَّوۡعِظَةٗ وَتَفۡصِيلٗا لِّكُلِّ شَيۡءٖ فَخُذۡهَا بِقُوَّةٖ وَأۡمُرۡ قَوۡمَكَ يَأۡخُذُواْ بِأَحۡسَنِهَاۚ سَأُوْرِيكُمۡ دَارَ ٱلۡفَٰسِقِينَ
Takava tinomunyorera pamagwaro chidzidzo chinotorwa kubva kuzvinhu zvose uye netsanangudzo izere yezvinhu zvose (uye vakati): “Batisisa izvi zvine simba, uye wova unokurudzira vanhu vako kuti vatore zvakanaka kubva mazviri. Ndichazokuratidzai musha wevanotadza.”