قَالَ فَبِمَآ أَغۡوَيۡتَنِي لَأَقۡعُدَنَّ لَهُمۡ صِرَٰطَكَ ٱلۡمُسۡتَقِيمَ
Iblees (Dhiyabhorosi)) Akati: “Nokuda kwekuti maita kuti ndive akarasika, zvirokwazvo, ndichavagarira (vanhu) munzira yenyu yakatwasuka.”
Author: Abdullah J. M. Adini And Students