Surah Al-Araf Verse 164 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Al-Arafوَإِذۡ قَالَتۡ أُمَّةٞ مِّنۡهُمۡ لِمَ تَعِظُونَ قَوۡمًا ٱللَّهُ مُهۡلِكُهُمۡ أَوۡ مُعَذِّبُهُمۡ عَذَابٗا شَدِيدٗاۖ قَالُواْ مَعۡذِرَةً إِلَىٰ رَبِّكُمۡ وَلَعَلَّهُمۡ يَتَّقُونَ
Uye (yeukai) boka pakati pavo parakati: “Munoparidzirei kuvanhu varikuda kuparadzwa naAllah kana kuti vavari kuda kurwadzisa nomutongo wakaomarara?” (Vaparidzi) vakati: “Kuti tive tinozvichenura pamberi paTenzi venyu, uye kuti zvimwe vangave vanotya Allah.”