Surah Al-Araf Verse 167 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Al-Arafوَإِذۡ تَأَذَّنَ رَبُّكَ لَيَبۡعَثَنَّ عَلَيۡهِمۡ إِلَىٰ يَوۡمِ ٱلۡقِيَٰمَةِ مَن يَسُومُهُمۡ سُوٓءَ ٱلۡعَذَابِۗ إِنَّ رَبَّكَ لَسَرِيعُ ٱلۡعِقَابِ وَإِنَّهُۥ لَغَفُورٞ رَّحِيمٞ
Uye (rangarira) Tenzi vako pavakataura kuti vacharamba vachituma kwavari (maJudha), kusvikira zuva rokumutswa, avo vachavatambudza nemarwadzo akaomarara. Zvirokwazvo, Tenzi vako vanopa mutongo nokuchimbidza, uye zvirokwazvo, ndivo vanoregerera zvikuru, vane nyasha zhinji