Surah Al-Araf Verse 169 - Shona Translation by Abdullah J. M. Adini And Students
Surah Al-Arafفَخَلَفَ مِنۢ بَعۡدِهِمۡ خَلۡفٞ وَرِثُواْ ٱلۡكِتَٰبَ يَأۡخُذُونَ عَرَضَ هَٰذَا ٱلۡأَدۡنَىٰ وَيَقُولُونَ سَيُغۡفَرُ لَنَا وَإِن يَأۡتِهِمۡ عَرَضٞ مِّثۡلُهُۥ يَأۡخُذُوهُۚ أَلَمۡ يُؤۡخَذۡ عَلَيۡهِم مِّيثَٰقُ ٱلۡكِتَٰبِ أَن لَّا يَقُولُواْ عَلَى ٱللَّهِ إِلَّا ٱلۡحَقَّ وَدَرَسُواْ مَا فِيهِۗ وَٱلدَّارُ ٱلۡأٓخِرَةُ خَيۡرٞ لِّلَّذِينَ يَتَّقُونَۚ أَفَلَا تَعۡقِلُونَ
Mushure mavo vakateverwa nezvizvarwa (zvakaipa), zvakava zvinotora magwaro, asi zvakava zvinozvisarudzira hupenyu hwepano pasi zvichiti: “Zvinhu (zvose zvatinoita) zvichava zvinoregererwa kwatiri.” Uye vakapihwa mukana (zvakare) wakafanana neuyu (wekuita zvinhu zvakaipa) vaiutora. Chitsidzo cheGwaro (Torah) hachina kutorwa kwavari kuti hapana chavachataura pamusoro paAllah kusara kwechokwadi? Uye vadzidza zvazviri mariri (Gwaro). Uye musha wehupenyu huchatevera uri nani kune avo vanotya (Allah)